Mabungu sezita

Kubva Wikipedia

Mabungu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Malawi neCongo, Kinshasa.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaMambwe vanoti cipungu (stingy person, miser) kureva munhu akawomera. Kikongo inoti bungu (n. reason, motive).
  • Zigula inoti kihungu (a flat, round basket used for sifting flour) kureva rusero. Vanoisa h pamwe patinoisa p. Sokuti: kuhara kureva kupara.
  • MaZulu vanoti isiphungo (Liquid medicine taken internally esp. for coughs, to ward off danger or disease), mushonga unonwiwa kurwisa chirwere.
  • Umbundu inoti ocipungu kana ocivonde (backbiting). Bemba inoti mabungu (n. mopane worms) kureva madora.