Bungu sezita

Kubva Wikipedia

Bungu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neCongo, Kinshasa.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mambwe inoti cipungu (stingy person, miser) kureva munhu akawomera. Kikongo inoti bungu (n. reason, motive).
  • Zigula inoti kihungu (a flat, round basket used for sifting flour) kureva rusero. Vanoisa h pamwe patinoisa p. Sokuti: kuhara (scrape) kureva kupara.
  • Zulu inoti isiphungo (Liquid medicine taken internally esp. for coughs, or to ward off danger or disease) kureva mushonga unonwiwa kurwisa chirwere.
  • Umbundu inoti ocipungu kana ocivonde (backbiting). Nyaneka inoti epungu (n. corn).