Svetuka kuchirochemo

Kikwere

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKwere)

Kikwere mutauro unotaurwa munyika yeTanzania uri muboka reChiBantu. Mamwe matita emutauro uyu anonzi: Kakwere, Kinghwele, Kwele üye Tsinghwele.

Mazwi Anotodza Shona

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaKwere vanoti mwana (n. child) kureva mwana.
  • VaKwere vanoti nyenze (n. grasshopper) kureva hwiza.
  • VaKwere vanoti tati (n. father) kureva baba.
  • VaKwere vanoti ziso (n. eye) kureva ziso.
  • VaKwere vanoti munyu (n. salt) kureva munyu.
  • VaKwere vanoti luzoya (n. fur) kureva ukushe.
  • VaKwere vanoti chivu (n. stove) kureva chitofu.
  • VaKwere vanoti nembo (n. elephant) kureva nzou.
  • VaKwere vanoti mwanza (n. journey) kureva rwendo.
  • VaKwere vanoti uwongo (n. brain) kureva huropi.
  • VaKwere vanoti mpela (n. guava tree) kureva mugwavha.
  • VaKwere vanoti mgulu kana migulu pakuwanda (n. leg) kureva gumbo.
  • VaKwere vanoti tunda kana matunda pakuwanda (n. fruit) kureva muchero.
  • VaKwere vanoti isi (n. land) kureva pasi.
  • VaKwere vanoti nguku (n. hen) kureva huku.
  • VaKwere vanoti luzabi kana zabi pakuwanda (n. rope) kureva tambo. Ko Ruzawi?
  • VaKwere vanoti mgunda (n. farm) kureva munda.
  • VaKwere vanoti inzila (n. road) kureva nzira.
  • VaKwere vanoti lugozi (n. rope) kureva tambo kana rwodzi.
  • VaKwere vanoti wanu wano wachiwa (n. these poor people) kureva vanhu ava varombo.
  • VaKwere vanoti imwe, umwe, chimwe, dimwe (n. one) kureva imwe, mumwe, chimwe kana rimwe.
  • VaKwere vanoti waidi, midi, maidi, idi (n. two) kureva vaviri, mbiri kana maviri,.
  • VaKwere vanoti wanatu, manatu, minatu, vinatu (n. three) kureva vatatu, matatu, mitatu kana zvitatu.
  • VaKwere vanoti wanne, minne, manne, vinne, nne (n. four) kureva vana, mana, mina, zvina, ina.
  • VaKwere vanoti watano, mitano, vitano, matano (n. five) kureva vashanu, mishanu, zvishanu kana mashanu.

Madzitsi eKikwere

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaKwere vanoti -dodo (few, little) kureva zvishoma kana chidoko.
  • VaKwere vanoti -bisi (unripe) kureva mbishi.
  • VaKwere vanoti -chiwa (poor, empty) kureva urombo kana demhe.
  • VaKwere vanoti -kulu (big) kureva ukuru.
  • VaKwere vanoti -dala (difficult) kureva chinogozha.
  • VaKwere vanoti -lala (old).
  • Kwere inoti -tali (tall, long, high).
  • Kwere inoti -zelu (white) kureva chena.
  • Kwere inoti mtufi (n. Body) kureva muviri.
  • Kwere inoti lusona (n. an event).
  • Kwere inoti kusola (v. To marry) kureva kuroora.

[1]

  1. https://www.academia.edu/28151660/The_noun_phrase_in_Kwere_A_Bantu_language_of_Tanzania