Kwama

Kubva Wikipedia

Kwama mutauro weAfrika unowanikwa kuEthiopia neSudan.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kwama inoti a paŋ kana a paŋgo (be not there) kureva hapana.
  • Kwama inoti a shɨshaya (adj. beautiful) kureva chakanaka.
  • Kwama inoti a shishi (adj. sharp) kureva chakapinza.
  • Kwama inoti a ziziŋ (green) kureva girinhi.
  • Kwama inoti agugutʉ (not full) kureva gasva.
  • Kwama inoti ata (v, count; read, number, passage of writing).
  • Kwama inoti bake (n. flatland).
  • Kwama inoti bambe (n. sweet potato) kureva mbambaira.
  • Kwama inoti basala (n. system). Mamwe mazwi: basara (adj. slowly).
  • Kwama inoti bass (n. milk) kureva mukaka.
  • Kwama inoti bushu (v. share; contribute) Mamwe mazwi: bushu (malaria, fever) kureva malaria kana kupisa muviri.
  • Kwama inoti bʉshʉ (v. foam up; foam over) kureva kupupuma.
  • Kwama inoti bwanza kana bwaza (n. youth).
  • Kwama inoti bʉto (n. knife; machete) kureva banga.
  • Kwama inoti daga (v. be between, in the middle of).
  • Kwama inoti danza (n. embryo; early fetus).
  • Kwama inoti dawana (v. be.yellow).
  • Kwama inoti dene (v. meet, unite; come together) kureva kusangana.
  • Kwama inoti doko (n. potato) kureva mbatata. Mamwe mazwi: kanda (n. sorghum).
  • Kwama inoti dolo (n. gourd) kureva mukombe. Mamwe mazwi: dolo tam (gourd for carrying honey).
  • Kwama inoti dozo (v. 1. learn, train, educate 2. n. education; lesson) kureva kudzidza.
  • Kwama inoti dusha (v. scatter) kureva kumwararika.
  • Kwama inoti gabara (n. chair) kureva chigaro.
  • Kwama inoti gaga (n. wax, honey wax).
  • Kwama inoti gapa (v. swell, bloat) kureva kuzvimba. Mamwe mazwi: gata kana kkwaya (n. farm field).
  • Kwama inoti gata (v. age, become old) kureva kuchembera. Mamwe mazwi: gata (adj. old).
  • Kwama inoti hala (n. pot) kureva poto.
  • Kwama inoti isha (same) kureva zvakafanana.
  • Kwama inoti kaka (n. grandmother) kureva ambuya.
  • Kwama inoti kana (n. dog) kureva mbwa.
  • Kwama inoti karapa (n. light, electricity) kureva magetsi.
  • Kwama inoti kaya (n. sun, time, day) kureva zuva kana nguva. Mamwe mazwi: kaya (n. herd).
  • Kwama inoti kikambi (n. cameel) kureva nghamera.
  • Kwama inoti kikyata mukadzi. Mamwe mazwi: kikizi kureva murume.
  • Kwama inoti kisi (n. firewood; wood) kureva huni.
  • Kwama inoti kwaka (n. raven) kureva gunguwo.
  • Kwama inoti kwam (n. group) kureva boka. Fananidzai nokuti hama?
  • Kwama inoti kwanss (n. write, writing) kureva kukwara.
  • Kwama inoti kkwaŋa (n. canal; ditch) kureva mugero.
  • Kwama inoti magata (n. sickle) kureva jeko.
  • Kwama inoti makapa (n. shovel) kureva foshoro.
  • Kwama inoti makkass (n. scissors) kureva chigero.
  • Kwama inoti mako (n. poison) kureva chefu.
  • Kwama inoti mandulu (n. tomato) kureva domasi.
  • Kwama inoti mashaya (v. well dressed) kureva kupfeka zvakanaka.
  • Kwama inoti mitt (n. hand) kureva ruwoko. Mamwe mazwi: mitt gweli (n. left hand). Mitt kkana (n. right hand).
  • Kwama inoti paŋ (lack; deficiency) kureva kushashiwa. Mamwe mazwi: paŋgo (nothing).
  • Kwama inoti patala (adj. flat, level).
  • Kwama inoti pushu (n. sand, sugar) kureva jecha kana shuga.
  • Kwama inoti ppatta (1. help, 2. support, 3. use; profit). Fananidzai nokuti kureva Chipato.
  • Kwama inoti sanza (n. money; currency, metal) kureva mari kana simbi.
  • Kwama inoti sanza (n. bed) kureva mubhedha.
  • Kwama inoti shingo (n. ancient times; 2. long ago) kureva nguva yakare. Fananidzai nokuti chingo kana chinguri?
  • Kwama inoti ssa (v. burn) kureva kutsva.
  • Kwama inoti sse (adj. pure) kureva tsvene.
  • Kwama inoti ta (be far) kureva kuva kure.

Duramazwi rinowanikwa paWebonary.