Gunguwo
Jump to navigation
Jump to search
Gunguwo (crow) ishiri nhema inowanikwa musango inodya madzinde pamwe nenyama. Gunguwo rinowanikwa muAfrica, Europe, Asia, North America.
Gunguwo ishiri yakachenjera fani inokwanisa kuita zvakachenjera - painovhura kana kukudubura mabhini mumisha munogara vanhu uchenjeri hwayo hunoonekwa. Kune mhando yegunguwo inowanikwawo kunyika dzinotonhora dzeEurope neNorth America, aya makunguwo achigara kunyika idzodzo yangwe mumwaka we chando.
Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]
- Ndizvo wakatambanudza nyara yake, akaritora, akaripotedza kwaari mungarava: He put out his hand, took her and brought her in to him in the ark. (Genesis 8: kubva muBhaibheri reChiNdau).
Tsumo[chinja | edit source]
- Gunguo rinodya mbamba, rino muchero waro. The pied crow eats groundnuts; that is its fruit.
- Gunguo rakaramba kumirira museve rikapona nehwakumukwaku. The crow refused to wait for an arrow and escaped by hopping.