Humburi Senni

From Wikipedia

Humburi Senni mutauro weSouthern Songhai unotaurwa muDunhu reHombori rakatanangira Burkina Faso neMali.

Mazwi Anotodza Bantu[chinja | edit source]

  • Humburi inoti babe; babu (n. father; paternal uncle) kureva baba.
  • Humburi inoti baba (carry a baby piggyback) kureva kubhabhura. Mamwe mazwi: fura (swell, become frothy e.g. milk; become puffed up) kuita furo.
  • Humburi inoti bàt-ò (n. crowd; assembly, large meeting) kureva bato. Mamwe mazwi: gándâ (n. land, country, ground).
  • Humburi inoti dór-ó (n. millet beer, traditional beer brewed from millet) kureva doro.
  • Humburi inoti dúmbú (v. cut off or out, sever) kureva kudimura. Mamwe mazwi: dúmbú-r-ó (n. cut-off piece).
  • Humburi inoti dùmb-ò (adj. cut-off object; impoverished person) kureva chidimbu.
  • Humburi inoti dúrú (pound grain, in a mortar, with a pestle) kureva kudzvura muduri nemutsi.
  • Humburi inoti dús! £ (interjection. foul-smelling, rotten) inyaudzosingwi inodudza kunhuhwa.
  • Humburi inoti gámbá (be very attached to somebody or something). Fananidzai nokuti chigamba.
  • Humburi inoti fúfú (grind, crush e.g. grain or peanuts, with grindstones or a grinding maching).
  • Humburi inoti fú:yê (be picky, fastidious, disdainful, hard to please; turn up one’s nose; be foolish). Fananidzai nokuti Mafuwe?
  • Humburi inoti òb-ò (n. stick, wand, baton). Mamwe mazwi: gúm-ó (adj. inverted, flipped).
  • Humburi inoti gúmó (adv. very, very much). Mamwe mazwi: jám-à: (n. crowd, mass of people) kureva dzama.
  • Humburi inoti kàmbè, kàmb-ù (hand, arm). Fananidzai nokuti kukambura? Mamwe mazwi: kambu-za (give assistance).
  • Humburi inoti ò-kó:t-ò (n. red-billed hornbill). Fananidzai nokuti hoto?
  • Humburi inoti ɲàfù, ɲàfe (v. grab, snatch). Fananidzai nokuti nhafu? Mamwe mazwi: ɲá:lê (be majestic, regally elegant; be famous).
  • Humburi inoti sàbát-ò, sàbátâ (n. slippers) kureva mapatapata. Mamwe mazwi: sò:r-ò (n. upstairs, second storey).
  • Humburi inoti sùmb-ò (n. walking stick) kureva tsvimbo. Mamwe mazwi: tàbà (taste). Tàk-ò 1 (n. behavior, character, manner).
  • Humburi inoti tàkà (n create - God) kureva kusika. Mamwe mazwi: tàká-r-ò, tàkà-r-û (God’s) creation; creature).
  • Humburi inoti tétéré (align, arrange objects in a row). Mamwe mazwi: sáwâ, sábâ (be equal, same; be the right amount (not too much or too little).
  • Humburi inoti gàŋg̀aǹ-ò (n. flatland, plain). Fananidzai nokuti gan'a. Mamwe mazwi: abba (n. dad) kureva baba.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Humburi inoti baka (blue dye). Mamwe mazwi: bibi, bibo (black). Mamwe mazwi: fóttê (be a witness, observe a crime or event).
  • Humburi inoti bambata (adj. huge, gigantic) kureva hombesa. Mamwe mazwi: da (n. character, nature of somebody).
  • Humburi inoti bandal (n. child born to parents who are cross cousins) mwana akazvarwa nana mzaya.
  • Humburi inoti bande (adv. behind, in the rear; afterwards) kureva mushure me. Mamwe mazwi: kábî (have something as totem).
  • Humburi inoti bárâ (exist, be in a place) kureva kurarama. Mamwe mazwi: dénéŋgé (stand up on tiptoes).
  • Humburi inoti bárá-cìndì (n. variety, type of something) kureva mhando. Mamwe mazwi: jér-ó, jérê (half, part, portion).
  • Humburi inoti bé:né (n. top, sky) kureva kudenga. Mamwe mazwi: -bér-ó (changed, transformed).
  • Humburi inoti bè:r-à (n. head ache) kureva kutema musoro. Mamwe mazwi: ciro kana cír-ó (n. salt) kureva munyu.
  • Humburi inoti bèrè (flip, turn over; switch; change, transform, exchange). Mamwe mazwi: gá:bì (n. strength, power, force).
  • Humburi inoti bè:t-ò (n. hoe for weeding with short handle and large shovel-like blade) kureva chifengu.
  • Humburi inoti bunga (v. blossom) kureva kutumbuka. Mamwe mazwi: cékét-ó (n. sorghum seed spike).
  • Humburi inoti kìndî (remain, be left; go on living). Mamwe mazwi: kind-o (n. remainder).
  • Humburi inoti cít-ó, kít-ó (n. verbal dispute, argument, quarrel) kureva bopoto. Mamwe mazwi: dira (walk, travel).
  • Humburi inoti dá:lí (supreme, noble). Mamwe mazwi: dàlí:lî ~ (n. cause, reason; way, method, means).
  • Humburi inoti dáŋgúr-ó (n. short, stocky person) munhu mupfupi mudhafu. Mamwe mazwi: dôŋ (n. old times, the past).
  • Humburi inoti dòmb-ò (rocky) ravine) kureva rukova rune matombo. Mamwe mazwi: gúmúlâ (n. sheep or goat abnormally lacking horns).
  • Humburi inoti gàndè 1a (n. chest of body) ) kureva chipfuva. Mamwe mazwi: gándé (v. face, confront).
  • Humburi inoti gàŋgà (v. block, prevent, restrain; deprive somebody, of something). Mamwe mazwi: gàŋg̀aǹ-ò (n. hard flat ground, flatland, plain).
  • Humburi inoti gùndê (n. belly) kureva dumbu. Mamwe mazwi: gúndê (be pregnant) kuva nepamuviri. Gúndé(put something in front of oneself).
  • Humburi inoti gùndù (plot, conspire, interact secretively). Mamwe mazwi: hà:mílî (pregnant woman).
  • Humburi inoti hùndê (n. soul, vital spirit, life) kureva hupenyu. Mamwe mazwi: jìŋgìr-ò, jìŋgìrì (ball, mass shaped into a ball).
  • Humburi inoti kónd-à, kóndâ (n. men’s association, social club) kureva bande revarume. Mamwe mazwi:
  • Humburi inoti kùmbà:rè (n. crowned crane). Mamwe mazwi: má:ndê (identifying mark or brand for a domestic pigeon).
  • Humburi inoti màsíyà (n. measles). Mamwe mazwi: sòk-ò (n. virgin field (not previously cultivated; field lying fallow)
  • Humburi inoti zumbu (go down) kureva kudzika. Mamwe mazwi: zùmbú-r-ò, zùmbù-rî (n. downward descent)
  • Humburi inoti dò:n (be easy, lightweight). Mamwe mazwi: mân (be near, approach). Kású (be coarse).


[1]

  1. https://pure.mpg.de/rest/items/item_2249192_3/component/file_2249191/content