Bande
- Bande reMuchero (Element, place frequented where wild fruit is found in it's season)
- Bande (scale of fish, peel, shell of tortoise).
- Bande kana gwati (section of bark of a tree that has been removed, often used as a dust-pan).
- Bande, chipande kana chisikana (First sprout of planted millet or rice).
- Bande kana ndima (Part of field allotted to person to weed).
- Pahuwandu toti mapande.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- VaDigo vanoti uphande kana phande (side, direction, piece, portion, direction, a certain part, region, district, part of a town or country).
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |