Svetuka kuchirochemo

Tsvimbo

Kubva Wikipedia
Tsvimbo

Tsvimbo (cane, walking stick) kureva chimuti chakavezwa chinobatwa muruoko chinobatsira kutsigisa munhu achifamba.

  • Tsvimbo (n. Thick stick with knob).
  • Mudonzvo (n. Thick cane without knob).

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaNyungwe vanoti mpsimbo (n. cane, walking stick) kureva tsvimbo.
  • VaBukusu vanoti siimbo (n. walking stick, herding stick, stick carried for protection, stick used in fights) kureva tsvimbo.
  • VaBukusu vanoti lúusiimbo (n. cane stick, stick for caning a child, stick for herding cattle, walking stick).