Bato

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Bato (section or group of people, political party) zvinoreva chikamu cheboka revanhu.

Kune mapato ezvematongrwo enyika anoti Zanu-PF, MDC, Zapu nemamwewo.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaDigo vanoti chama (party, organisation).
  • VaNgala vanoti bato (people, persons) kureva vanhu. Kana ari mungi mummie vanoti moto.