Svetuka kuchirochemo

Bhuritani

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuEngland)
Bhuritani
National motto: Dieu et mon droit

Bhuritani (kureva United Kingdom; Britain) kana futi Mubatano Weumambo, inyika iri kumadokero kweYuropu uko kunobva vanhu vanotaura Chingezi, kunova ndiko kwakabva madzitateguru vevanhu vanogara kunyika dzinoti Amerika, Ostireriya, neKanadha.

Guta guru reBhuritani iLandani.

Nyika iyi inosanganisira matunhu anoti Vuskoti, Walesi, Yerelendi Maodzanyemba ne Ingirandi. Nyika iyi yakavambwa nezvitsuwa zveBhuritani, maodzanyemba-mabvazuva echitsuwa cheYerelendi netumwewo tutsuwa twakawanda. Dunhu reYerelendi Maodzanyemba ndiro rega dunhu reBhuritani rinemuganhu panyika neimwe nyika - nyika ye Yerelendi. Kunze kwamuganhu panyika uyu, nyika ye Bhuritani yakapoteredzwa nemakungwa anoti Gungwa re Atlandiki, Bhahari re Maodzanyemba, Muronga we Chingezi ne Bhahari re Chieyire.

Nyika iyi ina mambokadzi anonzi Charles III anova mutungamiri wenyika.

Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya Maodzanyemba · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi