Xilenge

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuChopi)

Xilenge mutauro weBantu unowanikwa kuMozambique uri rurimi rwerudzi runonzi Chopi.

  • Xilenge vanoti kudandama (v. alight as a bird) kureva kumhara.
  • Chopi vanoti nghala (n. lion) kureva shumba.
  • Chopi vanoti kuhala (v. to scrape, grate, scratch ) kureva kupara.
  • Chopi vanoti kuhakula (v. to take honey from the nest) kureva kumora huchu.
  • Chopi vanoti mahahu (n. lungs) kureva mapapu.
  • Chopi vanoti kulotsa (v. sharpen by grinding) kureva kurodza.
  • Chopi vanoti mbafa (n. a thief) kureva mbavha.
  • Chopi vanoti ndonga (n. a stick) kureva chimuti.
  • Chopi vanoti ndove (n. dung) kureva ndove.
  • Chopi vanoti kudivala (v. to forget) kureva kurivara. Mamwe mazwi: madiva (forgetfulness).
  • Chopi vanoti payela (v. to dig and plant at the same time). Fananidzai nokuti Mubayira.
  • Chopi vanoti kusunga (v. to bind) kureva kusunga.
  • Chopi vanoti kuhambuka (v. to go out of the path; to make room for another) kureva kupambuka. Mamwe mazwi: kupambukela (v. make way for another).
  • Chopi vanoti mhaka (n. an affair; matter) kureva mhaka.
  • Shilenge vanoti kudingana (v. to be like, equal, resemble) kureva kuringana. Mamwe mazwi: dingano (likeness, resemblance).
  • Shilenge vanoti mbuva (n. provision for the journey) kureva mbuva.
  • Shilenge vanoti mhofu (n. eland) kureva mhofu.
  • Shilenge vanoti mhamba (n. a sacrifice) kureva chipiriso.
  • Shilenge vanoti nzeve kana ndzeve (n. an ear) kureva nzeve.
  • Shilenge vanoti kupakata (v. to carry on the arm, back or shoulder) kureva kupakata.
  • Shilenge vanoti kuwuta kana kuvuta (v. to go courting) kureva kukonza.
  • Shilenge vanoti mbeleko (a shawl or skin for carrying a baby on the back) kureva mbereko.
  • Shilenge vanoti kuteketsa (v. to spill, scatter, throw away). Fananidzai nokuti Mutekedza?
  • Shilenge vanoti kudana (v. to call, summon) kureva kudana.
  • Shilenge vanoti cihano kana hano (n. a gift) kureva chipo.
  • Shilenge vanoti mahasa (n. twins) kureva mapatya.
  • Shilenge vanoti kunana (v. to be slow, inattentive, stupid). Fananidzai nokuti kunanazika?

Mamwe mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Shilenge vanoti kuganya (v. to trade, to get profit). Mamwe mazwi: liganyu (n. a reward, prize).
  • Shilenge vanoti xaka (n. a friend). Mamwe mazwi: vuxaka (n. friendship).
  • Shilenge vanoti ciwungu (n. a maggot).
  • Shilenge vanoti kufuma (v. to be rich; to reign).

[1]

  1. https://www.google.com/search?q=xilenge+pdf&ei=g5TVX82wCZK6tQa3x724Bw&start=10&sa=N&ved=2ahUKEwiN_vjKi8rtAhUSXc0KHbdjD3c4FBDy0wN6BAgGEDY&biw=1525&bih=697