Mbereko
Mataridziko
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Hwusha (Girdles supporting mbereko). Vamwe vanoti rukusha.
- VaZigula vanoti mbereko (n. babies; children). Sokuti Mbereko yao chinji nani wana chiche tu kureva - Vana vavo vazhinji vasikana.
- Umbundu inoti ociveleko kureva mbereko yekubhabhura mwana.
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |