Kurodza

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kurodza (to sharpen) zvinoreva kupararira banga kana demo kuti rive rinopinza risisina kugomara. Izwi iri rinoshandiswawo kureva kupara penzura kuti chiromo chinonyora chiva chitete chichinyora zvakanaka.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaMambwe vanoti -nyola (to sharpen) vachireva kurodza.