Kukonza

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
  • Kukonza (court-ship) apa kureva kunyenga musikana zvekutsvaka rudo.
  • Kukonza (take up permanent residence) apa kureva kugara panzvimbo zvokuti wava wepo usisiri muenzi kana mutorwa.
  • Kukonza (to cause) apa kureva kukonzera.
  • Kukonza (be difficult, hard) apa zvichireva kuwoma kana kugozha.


Disambig.svg
This disambiguation page lists articles associated with the same title.
If an internal link led you here, you may wish to change the link to point directly to the intended article.