Kuringana

Kubva Wikipedia

Pano pakaunganidzwa mashoko anoreva zvimwe nokuringana uye kupirikirwa kwawo kuEnglish.

  • Zvakaringana (being adequate; ample) zvichireva kukwana kana kukwanirana.
  • Zvakaringana (Applicable) kuchirehwa zvafanirana.
  • Kusa ringana (being deficient, insufficient) zvichitaura kusakwana kana kusakwanirana.
  • Zvaringana (Enough) kureva kuti zvakwana, ndipo chaipo pazvasvika.
  • Zvakaringana (fit, suited, suit).

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kukodzera (to fit, suit, be becoming to) zvichireva kuringana.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Swahili inoti linga (make equal or harmonious, adapt, accommodate). Swahili inoti lingana (suit, match; be similar; harmonize, agree).
  • VaSwahili vanoti mlinganyo (math equation). Swahili inoti linganisha kana linganya (compare; effect agreement or harmony).
  • Swahili vanoti mlingano (1, resemblance, similarity, 2. harmony, unison, 3, geom. symmetry, 4. math, equation).
  • Chewa neMambwe vanoti linga (to measure, to weigh). Vanobva vati kulingana (to be equal, to compare).
  • Yao vanoti mlingo (a measure) kureva chipimo. Giryama vanoti kuringanya (adapt, to fit, to cut).
  • Mambwe inoti -linganya (to make equal, fit, adapt; to level, make even). Mamwe mazwi -lingwa (to be measured; to hold so many measures).
  • Xitsonga vanoti ringanisa kana tekelela (v. adapt) kureva kuringanisa.