ChiToposa

Kubva Wikipedia

Toposa mutauro weboka reMitauro ye Teso-Turkana unowanikwa muSouth Sudan

Mashoko Anotodza Bantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Toposa inoti nyekile (n. man) kureva murume.
  • Toposa inoti nyaberu (n. woman) kureva mukadzi.
  • Toposa inoti tooma (inside) kureva mukati.
  • Toposa inoti nyebu (n. hyena) kureva bere.
  • Toposa inoti nyikoku (n. child) kureva mwana.
  • Toposa inoti kwee (n. jackal) kureva gava.
  • Toposa inoti nya- kiriŋ̩ (n. meat) kureva nyama.
  • Toposa inoti ŋ̍a- kile (n. milk) kureva mukaka.
  • Toposa inoti iyoŋ̩ (n. you) kureva iwe.
  • Toposa inoti ayoŋ̩ (n. me) kureva ini.
  • Toposa inoti nyakoro (n. hungry) kureva nzara.
  • Toposa inoti nyaate (n. cow) kureva mombe.
  • Toposa inoti nyatele (n. stick) kureva chimuti.
  • Toposa inoti nyapese (n. girl) kureva musikana.
  • Toposa inoti ŋ̩ijamu (n. skins) kureva matehwe.
  • Toposa inoti nyikale (n. goat) kureva mbudzi.
  • Toposa inoti kidiama (n. above) kureva pamusoro.
  • Toposa inoti ŋ̩una (these) kureva izvi.
  • Toposa inoti ŋ̩akiro (n. matter - as in issue or affair).
  • Toposa inoti ŋ̩a-akot (n. ) kureva m.
  • Toposa inoti nyemali (n. arrow) kureva museve.
  • Toposa inoti ŋ̩akwaarasi (n. spears) kureva mapfumo.
  • Toposa inoti nyauno (n. rope ) kureva tambo.
  • Toposa inoti ŋ̩imoe (n. enemies) kureva vavengi.
  • Toposa inoti nyesapat (n. boy) kureva mukomana.
  • Toposa inoti nyaperewa (n. sheet - document) kureva gwaro.
  • Toposa inoti tema (said) kureva zvaareva.
  • Toposa inoti nyetyama (n. place) kureva nzvimbo.
  • Toposa inoti nyakop (n. land) kureva dunhu.
  • Toposa inoti paaran (n. day) kureva musi.
  • Toposa inoti jik (adv. completely) kureva zvachose. Fananidzai nokuti kuchikichira?
  • Toposa inoti teker (n. clan) kureva dzinza.
  • Toposa inoti nyakwaare (n. night) kureva husiku.
  • Toposa inoti ŋ̩ai (then).

Mamwe Mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

[1]

  1. http://erepository.uonbi.ac.ke/bitstream/handle/11295/39801/HELGA_SCHROEDER_PH.D._2002.pdf?sequence=2