Category:Kuumba Mutauro

Kubva Wikipedia

Chinyorwa chino chakaunganidza mazwi asingataurwe mazuvaose kuChiShona, aya ari mazwi akanyorwa nechinangwa chekuturikira zvinotaurwa kuSainzi nemutauro weEnglish. Pfungwa iri mumoyo pakunyora mazwi ipfungwa inoti zvinogoneka kuturikira Sainzi kuti itaurike muChiShona chizere; zvangatora nguva yakareba asi tikabatana nekupanana rutsigiro zvinogoneka.