Neno

Kubva Wikipedia

Neno (nge. term, word, phrase, expression) ishoko re Chishona rakabva kuChiswahiri rinoshandiswa kakuru pachishona. Rinoreva kuti shoko, izwi.

Kwarakabva rinoreva kuti "shoko" asi rinoshandiswa zverichireva "kutaura."

Kushandiswa kwaro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Unena rinoshandiswa pamwe zve na ruamba- kuturikira chivakamberi chepaChingezi -logy.

Senge Unenaruvambo kureva etimoroji.

Tarisai futi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]