Upimo

Kubva Wikipedia
Zvipimiso zvina zvine makalibhuresheni e umetiri (metric)

Upimo (nge. measurement) kana Mupimo, ikwandifikesheni ye maatlibhyuti ezvinhu ne zviitiko, zvinogona kushandiswa kuenzanisa nezvimwe zvinhu ne zviitiko. Mumamwe mashoko, upimo inzira yekusimbisa ruzivo rwe hukuru uye hudoko hwe mtumbi we kwanditi uchienzanniswa ne bhesiki refurenzi ye kwanditi ye rudzi rwumwe. Skopu ne aplikesheni ye upimo inoendererana ne umiriro ne chifundo.

Mashoko ashandiswa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • kwanditi - quanity; manyness - shoko re Chishona rinodiwa, kana richizivikwa ngariiswe.
  • kwandifikesheni - quantification - kana shoko rechishona richizivikwa ngariiswe.
  • atlibyuti - kureva atribute.
  • dhisiplini kureva descipline yekufunda uye kushanda, sokuti "ari mudhisiplini ye chiremba".
  • umiriro kureva context; circumstance; condition kubva pa mamiriro