Mbari

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Izwi rokuti mbari kiri kushandiswa pano kuturikira chinonzi genus kuEnglish rinova boka rezvisikwa zvinorarama zvakanyanya kufanana.

Kupiwa kweZita[chinja | edit source]

Izwi rokuti mbari raumbwa pano richitodzaniswa nembari inotaurwa kuGiryama vachireva zvinotevera: hama; mhuri; zvikurusei hama dzekure sezvarehwa pasi apo.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaGiryama vanoti mbari (kindred, kin, family - used for less close relatives) zvinotevera: hama; mhuri; zvikurusei hama dzekure.
  • VaSwahili vanoti mbari (family, clan, tribe).
  • VaDigo vanoti mbari (family or clan on father's side) kureva mhuri yedivi rababa.
  • VaDigo vanoti m'bari (relative on father's side) kureva hama yedivi rekwababa.
  • VaNyungwe vanoti ubale (family) kureva mhuri.
  • VaSena vanoti ubale (brotherhood).