Neparu

From Wikipedia
Rufedherari rwe Utemabanze weRudhende rwe Neparu
Mitauro ye chihofisi
Chineparu: नेपाल

Nepāl

Flag of Nepal.svg
Rwiyo: Sayaun Thunga Phulka, "Made of Hundreds of Flowers"
Nepal (orthographic projection).svg

Neparu (muChineparu: नेपाल) kudhara yainzi Rufedherari rweUtemabanze weRudhende rwe Neparu (Nep: सङ्घीय लोकतान्त्रिक गणतन्त्र नेपाल), inyika yakakomberedzwa irikuChamhembe cheEzhiya. Yakagadzikwa pachikuru muMahimalaya, uye inosanganisa zvikamu zveIndo-Gangetic Plain, rinoganhurana ne Uvupangamene weChisi cheChayina cheTibheti kumaodzanyemba, India kuchamhembe, mabvazuva uye madokero, ichipatsanurwa zvidoko-doko neBhangiradheshi ne Siliguri Corridor, uye neBhutani nekuda kweMuvuso weIndia weSikimu. Gutaguru uye gutarihombe rayo iKathmandu.

Vamtungamiri: Bidhya Devi Bhandari (2015)

Vamtungamiri mpiri: Khadga Prasad Sharma Oli (2015)