Bhutani

Kubva Wikipedia
Kingdom of Bhutanའབྲུག་རྒྱལ་ཁབ་
Flag of Bhutan.svg Emblem of Bhutan.svg
Rwiyo: Druk Tsendhen, "The Thunder Dragon Kingdom"
Bhutan (orthographic projection).svg

Bhutani (Chidzongka: འབྲུག་ཡུལ་, rurhoma: Druk Yul), pachihofisi ichinzi Umambo we Bhutani (Dzong: འབྲུག་རྒྱལ་ཁབ་, rurhoma: Druk Gyal Khap), inyika yakakomberedzwa iri kuChamhembe kwe Ezhiya. Yakagadzikwa muMahimaleya eMabvirazuva, pakati peChayina kumaodzanyemba uye India kuchamhembe. Inyika yakakomoka (kana kuti, izere nemakomo), Bhutani inozivikanwa nevanhu vayo se "Druk Yul" kana "Nyika ye Joka reMheni", zita rinorakidzisa nhaka ye tsika ye nyika. Zita rokuti Bhutani rinobva pashoko rokuti Bhŏṭṭaṃta, zita rinonangidza rutarachisi rwayo rwuripedyo ne Tibheti. Neparu ne Bhangaladhesha dzakagadzikwa kudhuze ne Bhutani, asi dzinopanana muganhu nayo. Nyika ine huwandu hwe vanhu unopfuura 727,145 uye teritori ingasvika 38,394 skweya makiromita (14,824 sk mi) uye inorhenga pachinzvimbo chechi-133 pakutaura nezve ruwa rwevhu, uye riripachinzvimbo chechi-160 pahuwandu.

Mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Joka, jokxa, jokha, jokga kana joxa kureva dragon.[1]
    • bhii ra "xa", kana "kha, kga" rinonzwika sekuhhora, senge mumashoko anenge xarani, xumbudzi, pxere, kana mafhezi anenge 'hxede', kana 'hxada'.

Mabviro eruzivo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  1. "joka" Yakaringwa 3/20/2023


Ezhiya

Afughanistani · Arumeniya · Azeribhaijani · Bhahareyini · Bhangaladhesha · Bhuruma · Bhurunei · Bhutani · Chayina · India · Indonezha · Irani · Iraki · Isiraeri · Japani · Jojiya · Jorodhani · Kambodhiya · Kazakhistani · Kerigistani · Koriya Chamhembe · Koriya Maodzanyemba · Kuwayiti · Morudhivhi · Mongoriya · Neparu · Omani · Pakistani · Kataa · Raosi · Rebhanoni · Rhashiya · Saipurasi · Saudhi Arabhiya · Sin'apowo · Sri Lanka · Siriya · Tajikistani · Timori-Leste · Turuki · Turukimenistani · Mubatanidzwa weMaamire eUarabhu · Uzebhekistani · Vhiyetinamu · Vufiripini · Vumalayi · Vuthai · Yemeni