Afurika ye Mabvazuva

Afurika ye Mabvazuva (kureva East Africa, Eastern Africa) kana Mabvazuva e Afurika, ichisi chinowanikwa kumabvirazuva e ziwumbe re Afurika, rinemuganhu neGungwa re India
Zvichienderana ne Mubatanidzwa we Madhidhizha, Afurika ye Mabvazuva inosanganisa nyika 18 dziri zasiyo:
- Vurundi (gutaguru Bujumbura)
- Jibhuti (gutaguru Jibhuti (guta))
- Eriteriya (gutaguru Asmara )
- Itopiya (gutaguru Addis Ababa)
- Kenya (gutaguru Nairobhi)
- Komori (gutaguru Moroni)
- Matagadzikwa (gutaguru Antananarivo)
- Malawi (gutaguru Lilongwe)
- Morishasi (gutaguru Port Louis)
- Mazambuko (gutaguru Maputo)
- Rwanda (gutaguru Kigali)
- Zambia (gutaguru Lusaka )
- Seyisheri (gutaguru Victoria)
- Zimbabwe (gutaguru Harare )
- Somariya (gutaguru Mogadhishu )
- Sudhani Chamhembe (gutaguru Jubha)
- Tanzania (gutaguru Dhodhoma)
- Vuganda (gutaguru Kampala)
- Mayotte ne Rhiyunyoni (kureva Reunion), makolini ekare eFuranzi, anosanganiswa wo muudorongodzwa hwuno.
Asi pekare:
- Malawi, Zambia ne Zimbabwe dzimwe nguva dzinosanganiswa wo sezvikamu zve Afurika ye Chamhembe (dzaive nyika imwe se Rhodhezhiya Chamhembe, Rhodhezhiya Maodzanyemba uye Nyasa mu Fedhereshine ye Afurika YePakati).