Chisi (chenyika)

Kubva Wikipedia

Chisi (kureva region; uye rhijoni pa Chishongrish) uye zvisi pahuwandu.

Mamwe mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Tarisai futi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Luganda vanoti ensi (n. country; earth; globe; world) kureva nyika.
  • Swahili inoti nchi (country, earth, land, district, region).
  • Lenje vanoti chisi; nshi; nsi (country, region, land, district, village & its neighbourhood).
  • Chivhenda chinoti ḓisi kureva (territory). Chimaore vanoti tsi (n. earth) kureva nyika.