Chiluvhale

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuVaLuvale)

Luvale mutauro weBantu unowanikwa kuZambia.

Mazwi Anotodza Shona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Izwi rokuti nyama (meat) rakafanana kuLuvale neShona.
  • Izwi rokuti mwana (child) rakafanana kuLuvale neShona.
  • VaLuvale vanoti kawa (dog) kureva imbwa.
  • VaLuvale vanoti jikunyi (firewood) kureva huni.
  • VaLuvale vanoti mukamba (cassava) kureva mufarinya.
  • VaLuvale vanoti kutulika kureva kuturika.
  • VaLuvale vanoti ngoma (beehive) kureva mukoko.
  • VaLuvale vanoti mukanwa (mouth) kureva mukanwa.
  • VaLuvale vanoti muthu (person) kureva munhu.
  • VaLuvale vanoti linoka (snake) kureva nyoka.
  • VaLuvale vanoti ngeji (visitor) kureva mweni.
  • VaLuvale vanoti muchima (heart) kureva moyo.
  • VaLuvale vanoti njamba (elephant) kureva nzou.
  • VaLuvale vanoti mukulwane (old person) kureva munhu mukuru.
  • VaLuvale vanoti chiyambi (hunter) kureva muvhimi.
  • VaLuvale vanoti kusoka (to roof a house) kureva kupfirira.
  • VaLuvale vanoti vula (rain) kureva kunaya kwemvura.
  • VaLuvale vanoti vapasa kana vapamba (twins) kureva mapatya.
  • VaLuvale vanoti kukomba (sweep or clean) kureva kutsvaira kana kuchenesa.


Mazita eLuvale[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mujinga kana Muzhinga (child born with umbilical cord twisted around body) kureva mwana anozvarwa akamonerera nerukuvhute.
  • Nyapasa (mother or father twins) kureva mubereki wemapatya.
  • Mbuya, Mukumbi kana Likumbi (name of twin that's born first - means light).
  • Kapya kana Kakweji (name of twin that's born second - means moon).
  • Chijika (name of child born after twins - name means one who shut the womb and stops further birth).
  • Chikomba (name of child born second after twins - name means one who sweeps or cleans womb and stops further birth).
  • Kaseka kana Kasela (child who comes out of mother's womb legs first). Kaseke izita remhuri.
  • Chivunda (child born in the bush - Chivunda means thick forest).
  • Kameya (child born while mom was on way to the river e.g to fetch soaked cassava).
  • Kalwiji (child born while mom was on way to the river).
  • Likoji (grace).