Kaseke

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kaseke izita remhuri muZimbabwe.

Vanhu vane zita iri: Karikoga Kaseke.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaBemba vanoti umuseke (basket - made of reeds) kureva bhasiketi retsanga. Kinyarwanda vanoti igiseke (tall pointed basket) kureva bhasiketi rine munzvi.
  • Baila vanoti inseke (a single grain) kureva tsanga imwe. Kuziva madudzirwo: insafu (calf of the leg) kureva tsapfu. VaBemba vanoti luseke kana mbuto (grain) vachireva mbeu.
  • VaGanda vanoti kiseke (n. wrist; front part of the wrist) kureva ruwoko.
  • VaLuvale vanotumidza zita rokuti Kaseka kana Kasela (child who comes out of mother's womb legs first) kureva mwana anotanga kubuditsa makumbo pakuzvarwa.
  • Kimbundu vanoti kaseke (n. Lonchocarpus capassa - a type of tree). VaTege vanoti kasege (n. insect, bug, pest).