Ukraine

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Ukraine
Україна
Mureza weUkraine Lesser Coat of Arms of Ukraine.svg
Rwiyo: Shche ne vmerla Ukraina, "Ukraine haisati yafa"
Europe-Ukraine (disputed territory).svg

Ukraine (/juːˈkreɪn/; muChiUkrainian: Україна = Ukrayina, [ukrɑˈjinɑ]) inyika huru nechekumabvazuva eEurope. Guta guru racho iKyiv. Nyika iyi ine miganhu neHungary, Russian Federation, Poland, Belarus, Slovakia, Romania neMoldova.

Chando (sinowo) chizhinji chinonaya munzvimbo dzinotonhora dziri muUkraine.