Svetuka kuchirochemo

Soo Kuliak

Kubva Wikipedia

Soo kana So mutauro weKuliak unowanikwa kuUganda.

Mazwi Anotodza Bantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Soo inoti tete, teta (my father's sister) kureva tete.
  • Soo inoti toɓe (n. mud) kureva matope.
  • Soo inoti enyanya (n. tomato) kureva mudomasi.
  • Soo inoti kun (to, at) kureva kunhu.
  • Soo inoti nabo (adv. again) kureva zvakare.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Soo inoti awan (moon, month) kureva mwedzi.
  • Soo inoti bel (white) kureva huchena.
  • Soo inoti ɓokon (n. land inhabited by people) kureva ruwa.
  • Soo inoti ɓokotan (n. land, world, country, earth) kureva chisi.
  • Soo inoti bom (n. frog) kureva datya.
  • Soo inoti gima (n. oil, fat) kureva mafuta.
  • Soo inoti ija (n. place) kureva nzvimbo.
  • Soo inoti jar (v. refuse, forbid) kureva kurambidza.
  • Soo inoti jowa (n. guts, colon) kureva matumbu.
  • Soo inoti kuku (n. grandfather) kureva sekuru.
  • Soo inoti munyaŋ (yellow, green, yellowish).
  • Soo inoti nowa (num. four) kureva ina.
  • Soo inoti nyiki (to be heavy; to be pregnant ) kureva kurema.
  • Soo inoti tukut (n. plain, lowland) kureva mhene.
  • Soo inoti ukokol (n. armpit) kureva hapwa.
  • Soo inoti usike (n. head disease) kureva chirwere chemusoro.
  • Soo inoti wer (to be numerous, many) kureva zhinji.
  • Soo inoti kaceu (n. river) kureva rwizi.
  • Soo inoti emuyembe (n. mango tree) kureva mumango.
  • Soo inoti gweti (small, narrow) kureva diki.
  • Soo inoti naɠeɠe (low lying cloud, fog, mist; white cloud).