Mango

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMumango)
Mango fruit

Mango muchero wepamba unowanikwa muZimbabwe, uri muchero wakabva kuchamhembe kweAsia.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaMambwe vanoti yembe (fruit of the mango tree) kureva mango.
  • VaEmbu vanoti muembe (mango tree) kureva mumango. Mamwe mazwi: maembe (n. mango fruit) kureva muchero wemango.
  • VaZigula vanoti chamazoya (n. mango - with lots of fibers in the fruit) kureva mango ine tseta zhinji.