Svetuka kuchirochemo

Pedyo

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKudhuze)

Pedyo, padyo kana padhuze (close in space or time).

  • Mudhuze, kudhuze.
  • Portuguese inoti perto (adj. near; nearby; close; nigh) kureva pedo.
  • Ngokukasira kwakabuda zvinwe zvenyara yomunhu, zvikanyora pakatsetswa parukumbati rwengome youmambo pasinde nechigadzikiro chechibani: Suddenly the fingers of a human hand appeared and wrote on the plaster of the wall, near the lampstand in the royal palace. (Daniel 5:5, Bhaibheri reChiNdau).

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Nyanja inoti kuandika (to be near, adjoin) kuva pedyo. Sokuti: nkondo yaandika iri pafupi (war is near).
  • Herero inoti mene kana omene (Along, close; by the side of; near) kureva mudhuze.
  • Sotho inoti pel'a (by/beside/near) kureva pedyo. Bemba inoti mumbali (around) kureva mudhuze.
  • Lubukusu inoti aeembi (near). Vadi inoti kusa (near, towards, facing) kureva kuva pedyo.
  • Mambwe inoti mbali (near, nearby) kureva pedyo. Mamwe mazwi: mbali ya luzi (river bank; river shore; vicinity of a river) kureva gombe rerwizi.
  • Lenje inoti sena (be near, approach, come close). Mamwe mazwi: -sene (near, close). Senana (close to each other).
  • Kikongo inoti finama (be near, come near) kureva kuva pedyo. Chuwabo inoti vakuvu (near) kureva pedyo.
  • Lozi inoti tuko (beside, near) - kwatuko a mukwakwa - near the road. Mbukushu neMaconde vanoti pepi (near) kureva pedyo.
  • Shambala inoti hehi na kana umondo wa (adj. near). Mamwe mazwi: hashi ha (adj. below). Kaili ka (n. next to).
  • Uyo Ibibio inoti do (adj. there, in that place (near the person spoken to), there.). Mamwe mazwi: udo (there (near the person addressed),).