Mwenje weKuvheneka

From Wikipedia
(Redirected from Chibani)
Jump to navigation Jump to search

Mwenje (a lamp) zvinoreva chinhu chakagadzirwa nechinangwa chekupa chiedza pane rima. Mwenje unogona kava: rambhi, kenduru, bhoni, tochi kana zhenje romoto.

  • Bhoni (Light Bulb) zvinoreva icho chinounza mwenje kana ruvheneko pangava patochi kana magetsi emumba.
  • Chitimiko chemwenje (light stand) zvinoreva chigadziko chinogadzwa kenduru, rambhi kana imwe mhando yemwenje.
  • Chibani (Lamp) izwi iri rinoreva rambhi kuChiNdau.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Izwi rokuti nchenje (source of heat and light - sun, fire, torch) rinotaurwa mururimi rweMaconde.
  • Mururimi rweKikongo vanoti mini (n. light, a light, torch, candle, lamp, lantern) kureva chiedza kana mwenje. Rurimi rweNdebele vanoti emini kureva masikati.
  • Mururimi rweKikongo vanoti minika (v. enlighten; show a light, to give a light, gleam) kuvheneka.