Panze
(runangakatsva kubva kuPazhe)
Shoko rokuti panze (outside) rinotaura nzvimbo isiri mukati mechiri kutaurwa nezvacho.
Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Mamwe anoshandiswa kutaura kunze ndeekuti:
Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Bunoge inoti bàndá (outside) kureva panze. Tarisai zviri pamitauro yeAfrika mugwaro rinonzi Mupandi.
- Digo inoti kondze (outside) vachireva kunze. VaKwere vanoti kunze (outside) kureva kunze. Hadiyya inoti biira (outside) kureva panze.
- VaGungu vanoti hanzei (adj. external, outer, outside, outdoor, exterior) kureva panze. Kuziva madudzirwo: hamwei (adv. together; in the company of s.b. else) vachireva pamwe.
- Giryama inoti chandze kana kondze (outside) vachireva panze kana kunze. Lenje inoti kunse ansengwe kana kunsengwe (outside) kureva kunze.