Panze

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKuzhe)

Shoko rokuti panze (outside) rinotaura nzvimbo isiri mukati mechiri kutaurwa nezvacho.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mamwe anoshandiswa kutaura kunze ndeekuti:

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Bunoge inoti bàndá (outside) kureva panze. Tarisai zviri pamitauro yeAfrika mugwaro rinonzi Mupandi.
  • Digo inoti kondze (outside) vachireva kunze. VaKwere vanoti kunze (outside) kureva kunze.
  • Lugungu inoti hanzei (adj. external, outer, outside, outdoor, exterior) kureva panze.
  • Madudziro - Lugungu inoti hamwei (adv. together; in the company of s.b. else) vachireva pamwe.
  • Giryama inoti chandze kana kondze (outside) vachireva panze kana kunze.
  • Lenje inoti kunse ansengwe kana kunsengwe (outside) kureva kunze.
  • Maconde inoti pawelu (outside) kureva panze. Maconde inoti welu (n. field) kureva munda?.
  • Hadiyya inoti biira (outside) kureva panze.