Muzhanje

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mazhanje kana mashuku imhando yemuchero unowanikwa munyika yeZimbabwe.

  • Mbogo (Ripe zhanje fruit that has not fallen from tree).
  • Sango remiti yemazhanje rinonzi jiri.

Tsumo[chinja | edit source]

  • Ushe muzhanje hunokuva. Chieftainship is (like) a wild loquat tree whose fruits are seasonal.