Muzhanje
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuJiri)
Muzhanje, mutongoro kana mushuku (n. Uapaca kirkiana) muti wemuchero unowanikwa munyika yeZimbabwe nedzimwe nyika kusanganisira Angola, Congo, Kinshasa, Zambia, Burundi, Tanzania, Malawi, neMozambique. Muchero uyu muchero une mukurumbira mumatunhu mazhinji eZimbabwe. Muchero unodyiwa nemhuka nevanhu. Mhuka dzinonyanya kufarira muchero uyu dzinosanganisiri mapfeni, tsoko, shiri, nhururamatamba, makonzo, mbeva, nzou, nedzimwe dzakawanda.
Tsumo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Ushe muzhanje hunokuva. Chieftainship is (like) a wild loquat tree whose fruits are seasonal.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaChewa vanoti masuku (n. Uapaca kirkiana) kureva mazhanje.
- VaChewa vanoti Umhobohobo (n. Uapaca kirkiana. Wild loquat) kureva muhobohobo.