Kuparira

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Izwi rokuti kuparira rinoreva kuita zvinokoneresa chimwe chinozotevera.

  • Kuparira (engender; trigger; provoke; cause or give rise to a feeling, situation or condition).

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Mangachena inoparira parere nhema: the white pumpkin gives away the darker one close to it.
  • Nyaya yokudisa mari yakamuparira kuponda mujeri.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Kupara (Set-up, Establish, Found) apa kureva kudzika sangano, nzanga kana Kereke.
  • Kupara Mhosva iri izwi rishandiswa kureva kuita mhosva.

Kuumba Mazwi[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]