Svetuka kuchirochemo

Masumba sezita

Kubva Wikipedia

Masumba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Malawi, Tanzania neZambia.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Mambwe vanoti sumba (v. to sell, dispose of, pay for, to neglect, leave unprovided, throw away). Mamwe mazwi: sumbilana (to throw at one another).
  • Kikongo inoti kusumba kana kita (to buy) kureva kutenga. VaLuba vanoti muana usumba - mwana atenga muchero.
  • Kimbundu inoti -sumba (v. purchase; buy). Mamwe mazwi: musumbisi kureva mutengesi.
  • Yao inoti kusumba (to leap, to leap over) kureva kucharika. VaFipa vanoti a'kusumba (to throw) kureva kukanda.
  • Fwe inoti busumba (pregnancy). Mamwe mazwi: mu-sumba (pregnant woman). Ku-sumbaza (to impregnate). Lugwere inoti isumba kana masumba (unfertilised egg) izai risina kuberekeswa.
  • Lubwisi vanoti busumba (n. Singleness; not married).