Kasumba sezita
Mataridziko
Chisumba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Brian Chisumba; Eustine Chisumba; Douglas Chisumba; Pauline Chisumba.
- Mazita ari pedyo: Masumba sezita, Chisumba sezita.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Umbundu vanoti ocisumbilo, elisumbi (n. respect) kureva kuremekedza.
- Umbundu vanoti sumba (n. reverence) kureva kuremekedza kwakanyanya.