Makara sezita

From Wikipedia

Makara izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. Rimwe zita riri pedyo rinonzi Magara.

  • Vanhu vane zita iri: Tafadzwa Makara; Eric Makara.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.