Mazimbe

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mazimbe kana makara (hot coals, embers) zvinoreva marasha achiine moto.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Mitauro yeSwahili, Kimwani, Lenje inoti makara (charcoal).
  • VaLomwe vanoti makhala (charcoal) kureva makara.
  • Vatauri veHerero vanoti omakara (charcoal).
  • Baila vanoti makala (live coals; embers) kureva mazimbe.
  • VaLenje vanoti mashala (charcoal) kureva makara.