Kudzika (kuvamba)
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuKupara (Kudzika))
Mazwi anoti kudzika, kunara kana kupara (1. Set up, 2. Establish, 3. Found) zvinoreva kuvamba nzanga kana Sangano rakambenge risipo. Sangano iri rinogona kuva Kereke, bato rezvenyika, chita zvichingodaro.
- Shoko rokuti sakuwana, nyakuvamba (founder in English) rinoreva mumhu akavamba: chirongwa; sangano; bandiko; boka revanhu; kambani; Kereke nemamwewo mapoka anounganidza vanhu.
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Ndiani akadzika Chipositori: who was the founder of the Apostles?.
- Vanhu vakadzika bato reZanu-PF vanosanganisira: Robert Mugabe, Enos Nkala, Ndabaningi Sithole, Edison Zvobgo, Joshua Nkomo nevamwewo.
Mazita eMhuri
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Mazita anotodzana nezwi rokuti kupara: Mhariwa, Mupariwa; Chapara; Chipara; Chaparira uye Kupara mazita emhuri.