Ndabaningi Sithole

Kubva Wikipedia

Ndabaningi Sithole (31/07/1920 - Philadelphia, USA, 12/12/2000) mumwe wevatema vakatungamira mapato airwira rusununguko rwavatema panguva yeRhodesia. Aiva mutungamiri webato reZanu isati yanzi Zanu-PF. Pane makakatanwa panhau yokuti murume uyu igamba rehondo yeChimurenga here kana kuti kwete.