Zanu-PF

Kubva Wikipedia

Zanu-PF ibato rezvematongerwo enyika rakambotonga kwemakore mazhinji muZimbabwe. Kubva gore 2008 kusvika pari zvino 2013 bato reZanu-PF riri kutonga pamwe nebato reMDC zvichitevera chibvumirano chakaitwa mugore 2008 cheHurumende yeKuwadzanisa muNyika, Government of National Unity.

Emmerson Mnangagwa new president in November 2017.

Mutungamiri webato wemakore makumi mana neshanu Robert Mugabe, anofa musi waGunyana 6, 2019, aine makore makumi maviri nemasere.