Kupara

Kubva Wikipedia

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mang'anja vanoti pala (adv. coming out of in great quantity great numbers) kureva kubuda zvakawanda.
  • VaChewa vanoti kupara (go an errand for, be sent by someone).
  • VaChewa vanoti kupala (betroth) kureva kuroodza.
  • VaZigula vanoti kupala (marry - a woman previously married). Sokuti: Mpale! (Marry her (who was previously married!).


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.