Kereke

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Fairbridge church.jpg

Kereke (Church) imba inosangana vanhu vachinamata Mwari. Boka racho revanhu vanosangana mudzimba idzi rinonzi Kereke zvakare. MaKereke makuru akavamba muZimbabwe anosanganisira: ZAOGA, AFM, Glad Tidings, Word of Life nemamwewo.

Tsika[chinja | edit source]

  • Vamutyairi mabva manyanya kufamba pore-pore kunge muri kupinda mumba.
  • Izwi rokuti Kereke rinobva kuvara rokuti kerk reAfrikaans rinoreva Church.