Chapara

Kubva Wikipedia

Chapara izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. Tarisai chinyorwa chinonzi kupara kuti muone zvingava zvichirehwa nezita iri.

  • Vanhu vane zita iri: Doug Chapara, Simbarashe Chapara, Enos Chapara Mwale.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaChewa vanoti opala kana opala (courtier - one working at court). VaMambwe vanoti kapala (1. a senior person, chief; 2. a strong person:).
  • VaWanga vanoti apala (n. white and brown coloring in a female animal). VaZigula vanoti kupala (v. inherit) - ubala (artfulness).
  • VaGungu vanoti kyapa kana byapa (n. sign, signpost; 2. stain, mark; 3. brand, logo, label; 4. scar). Xilenge vanoti kupala (v. win in a game).
  • Mambwe neLozi vanoti -apala (to dress, to wear, to put on) kureva kupfeka mbatya. Mamwe Mazwi: siapalo (clothes, dress, garment) kureva zvipfeko.