Korandje

Kubva Wikipedia

Korandje mutauro yeSonghai unowanikwa paOasis yeTabelbala mugwenga reSahara, nzvimbo iyi iri muAlgeria. Karandje inotaurwa zvakare kuNiger.

Mamwe Mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Korandje inoti kambi (n. hand) kureva ruwoko.
  • Korandje inoti bini (n. heart) kureva moyo.
  • Korandje inoti kuru (n. skin) kureva ganda.
  • Korandje inoti dzini (n. tongue) kureva rurimi.
  • Korandje inoti kwara (n. village, town) kureva musha kana guta.
  • Korandje inoti huwwa (n. milk) kureva mukaka.
  • Korandje inoti lambu (n. garden) kureva bindu.
  • Korandje inoti tsawala (n. communal herd of livestock from a village) kureva matanga ezvipfuyo zvemuraini akakumbanidzwa.
  • Korandje inoti tsara (time - instance) kureva nguva.
  • Korandje inoti biri, kudzi (n. blood) kureva ropa. Fananidzai nokuti piriviri.
  • Korandje inoti šannu (n. master) kureva tenzi.
  • Korandje inoti hama (n. brother-in-law through husband) kureva muramurume.
  • Korandje inoti fumbu (v. to get rotten, spoil, stink) kureva kuwora.
  • Korandje inoti guru (n. iron). Mamwe mazwi: zangi (n. gold).