Huni

From Wikipedia
(Redirected from Kasemo)
Jump to navigation Jump to search
Huni (Mali)
Huni (Kenya)

Huni (firewood) matanda emuti akatsemurwa kuti apiswe muchoto pangava pakubika kana kuti kudziya moto. Huni dzekubika dzinoshandiswa dzakaoma dzisina hunyoro kuitira kudziya kuzhinji.

Huni dzinoshandiswawo pakupisa zvidhinha; huni dzekupisa hovhoni yezvidhinha dzinoshandiswa dzimwe dziri nyore dzinova ndidzo dzinotsva kwenguva refu.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Akajatira svinga rehuni pasi: she threw down the bundle of firewood - (from off her head).
  • Ndaseyiwa nechisemo chehuni yemupfuti.
  • Tsemura danda neimbwa - split the log with a wedge.
  • Teza huni dzokubikisa doro: gather firewood for beer brewing.

Tsumo[chinja | edit source]

  • Mwoyo ibakwa, chaunoda unoturika.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaNyungwe vanoti nkhuni (n. firewood) kureva huni. VaFwe vanoti zikuni (tree) kureva muti.
  • VaHerero vanoti orukune (a piece of wood) kureva rukuni. VaZigula vanoti lukuni kana nkhuni (n. firewood) zvichireva huni.
  • MaZulu vanoti banda (v. Cleave (wood), split with axe). Muenzaniso: uku6anda izinkuni (to split up firewood)) kureva kubanzura huni.