Hutsaunda

From Wikipedia
(Redirected from Hwaraunda)
Jump to navigation Jump to search

Mazwi okuti hwaraunda kana hutsaunda ari kuturikira chinonzi infrastructure kuEnglish kureva zvinhu zvinotsigira kuvapo kweguta kana musha zvinosanganisira migwagwa, magetsi, njanji, suweji, madhamu zvichingodaro.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Izwi reEnglish rokuti infrastructure rakaumbwa nezvikamu zviviri zvinoti infra (under, below) uye structure (building) - zvoreva kuti infrastracture zvinhu zvinobatsira kumisa nharaunda ingava ichidudzwa kunzi musha, guta kana nzanga, chikoro, zvichingodaro. Mazwi reShona rinoti kutsi (area or space below) rinoreva nzvimbo iri zasi. Izwi rokuti hwaro (base, below) rinoreva nzvimbo igerwe nechinhu.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Mazwi ari pano anobatsira kuturikira chinonzi infra uye structure kuEnglish.

  • VaSwahili vanoti unda (make, construct, fit together, form) vachireva kuvaka, kuumbanidza kana kudungira.
  • VaSwahili vanoti muundo (1. building, structure, 2. pattern , model; 3. form, shape) vachireva chivakwa kana chiumbwa.
  • VaSwahili vanoti uunzi (building, carpentry, construction) vachireva kuvaka kana kuveza.
  • VaChewa vanoti unda (1. to make mound, buildwith clay, earth as white ants; 2. to make a platform with earth).
  • Mururimi rweKinyarwanda vanoti intara (region, area) kureva dunhu kana nzvimbo.