Dhamu

Kubva Wikipedia
Grand Coulee Dam spillway.jpg

Dhamu (kana kuti dhamhu) zvinoreva chivakwa chemudhuri chinovakwa chakachinjika rwizi kuitira kumisa mvura kuti ichengetwe seri kwemudhuri iwoyu. Iyi mvura inochengetwa nezvinangwa zvakasiyana zvinoiti: yekunwa, yekudiridza minda, kusunda gwenya remagetsi zvochingodaro.

Dhamu gurusa muZimbabwe ndiro Dhamu reKariba rakavakwa paRwizi Zambezi nechinangwa chokuwanisa mvura yokusunda magwenya emagesti.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaDigo vanoti mtsara kana mitsara dam, reservoir, pool).